Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Dread Street Smart Lyrics by Damien Marcus Gwini

TITHOS

2019

Verse 1
This’s the latest of an ancient version never haven't mentioned Pakati pangu ne failure pane mazi heavy tension
See handina tolerance but pandiri pane patience
Ndoisa pfungwa pama statement Ndoisa moyo pane action Dzimwe nguva ndiri bho, dzimwe nguva nde chifinhu Handitombo ikuze wangu, ndotoda kuita bho munhu Ndotodawo kuita bho munhu, kutonzi bho munhu
Kutonzi mwana wekwa Chitukabowa ane hunhu
Mma streets, ndodiwa hanzi Marcus ane strateg
Elitists be talkin’ ‘bout class and all that garbage
They think ma born rokeshen tongogaya zvechi savage
But them ah know nuttin’, ghetto yout rine target
Dzimwe nguva ndiri izvi, dzimwe nguva ndiri izvo
Dzimwe nguva ini na Vidzo tombogaya nezva Biko
Ndenzara, ndrikupanda bhonzo sanka bhoki kana bingo
But Damien Marcus natty nah skiri rechi gringo
Handiite zvema sketch, handilavhe zvemu zerere
Asi ndoitira rough kachana kuti vekwangu vandireverere Ndakakurira mu rokeshen, ndichitenderedza jenjere
That's why I move with caution, ini fambe, ini fambe ini terere
Hook
Though born rokeshen, dread street smart
Kugara ndakavhura ziso kunze kune chikara Musango, rekwedu mune gandanga rino tandamtsara Rinofudza shumba, shumba dzine nzara
Verse 2
Usaite dzungu wangu hauzvikete kuti
Unogona kungoneta sango rokunyima futi
Hameno vakunditsvaga vachandiwana kupi
Ndinenge ndiri mu bhushi ndichisunga zvangu kushi
I missed a trip to Cali, but natty never worry
I been ku Pluto, ku moon zvese neku Mbare
Ndogarodira mhamba dhaza kuti vadzimu vafare
Ndoiketa nyota yacho, ndaivako futi kare
Inini toti pace, nzeve dzangu hadzinzwe bhero
Mode pressure zero coz ndinaro rangu gero
Vaikama bho ka bhibho vobva vapinda muma corner
Hanzi ndobata tsono dzega zvema pompy ndozvigona
Vamwe jahmun vema suit vaida kunzi vakakora
Vakarohwa bag na Gomer ndobva vasara vaapa comma Vakasara nezvirwere apa zvinhu zvakaoma
Kufa kwaakudhura rest in peace Kenny Gora
Pa ghetto pane horror nhamo ikuda kundi kanda corner
Asi nyangwe zvakaoma I keep my dignity and honour
Intact, still I hustle coz Musiki vanoona
Natty vari clean handina skiri rema kona
Zvimwe zvacho hazvidi n’anga ronga tsoro bho pa chessboard Chero yangu yabuda bhobho handina dhiri nema billboards
I free myself from sin so ma problems angu ma pebbles Achapera ese ndaane mazi cash mu dashboard
Hook
Though born rokeshen, dread street smart Kugara ndakavhura ziso kunze kune chikara
Musango, rekwedu mune gandanga rino tandamtsara Rinofudza shumba, shumba dzine nzara
Though born rokeshen, but natty street smart Kugara ndakavhura ziso kunze kune chikara Musango rekwedu mune gandanga rino tandamtsaka Rinofudza shumba, shumba dzinokara
©2019 Written by T. Gwini
Composed by J. Ngubane, Durban, South Africa

About “Dread Street Smart” by Damien Marcus Gwini

Read the complete lyrics to "Dread Street Smart" by Damien Marcus Gwini from the album "TITHOS" in 2019. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Zimbabwe, Rap.

"Dread Street Smart" is performed by Damien Marcus Gwini. from the album "TITHOS" in 2019 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Dread Street Smart", explore more songs by Damien Marcus Gwini using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Damien Marcus Gwini · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Dread Street Smart" is credited to Damien Marcus Gwini. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

"Dread Street Smart" appears on "TITHOS" in 2019.

Visit the Damien Marcus Gwini artist page at /artist/damien-marcus-gwini for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.