Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Ndini ndinaye Lyrics by Gemma Griffiths

2023

[intro: Gemma Griffiths & Baba Harare]
Ndini Gemma
Baba Harare musadaro
Baba Harare, nemusikana wemuHarare
[Verse 1: Baba Harare]
Mai neBaba vangu
Vari kunditsvaga, vakafunga ndakatsakatika ndakamwa Rogor
Kumapurisa vareporter missing person
Vatsigiri vangu vatambura vane maquestions
Vakafungu ndakatetereka ndakarova, vakafunga ndakatsakatika ndakaenda
Vakafungu ndakatetereka ndakarova, vakafunga ndakatsakatika ndakaenda
Asi musachema musachema
Baba namai musachema musachema
Mafans angu musachema musachema
Mapurisa musazvinetsa, nekuti ndiri bho ndiri safe
[Chorus]
Mwana uye (ndini ndinaye)
Ndiye akandivharira (ndini ndinaye)
Akandidzimisa fon (ndini ndinaye)
Andidhomotsa nerudo (ndini ndinaye)
Musikana wekuHarare (ndini ndinaye)
Ah Gemma Gemma (ndini ndinaye)
Ndinaye handimbochema
[Post-Chorus: Gemma Griffiths]
Mwana wenyu (ndini ndinaye)
Ndini ndakamuvharia (ndini ndinaye)
Ndakamudzimsa fon (ndini ndinaye)
Ndamudhomosta nerudo (ndini ndinaye)
Baba Harare, nemusikana wemuHarare
[Verse 2: Gemma Griffiths & Baba Harare]
Wakati zvikanaka zvikaoma, kukanaya kukapisa iwewe babe
You're gonna be there, you're gonna be there
Wakati zvikanaka zvikaoma, kukanaya kukapisa iwewe babe
Uchange uripo, ndichange ndinewe
Saka ivzi ndezvipi, I'm not cheap
Usaita drama kunge vharazipi
Dzikama ndikupe sugar, ndikupe rudo
Gemma ska kumba todzokera ini
Dzikama ndiri munhu anoyema ini
Ko mukoma Gafa vakazozvinzwa havazondirore here numubhada kana mupini
Zvawakutaura, ivzi zvakwana papi
Hanty maiva mese mugarden eEden, muchifara zvenyu kunge muri kuheaven
Muchidya mari paye mese muri kuDurban
Aiwa iwe, baby you're the one
Zvamaje manje iwewe, ndiwe munhu wangu
Ende futi utori bustop yangu
Ukandaro Gemma unondifadza zvangu
Ndinonwa kuti zvakanka kuva pano, Baby it feels just right to be here
Tega tega zvedu pasina kana fear pasina kana fear
It feels just right to be
Here, baby it feels just right to be here
Baby it feels just right to be here
[Chorus: Baba Harare]
Mwana uye (ndini ndinaye)
Ndiye akandivharira (ndini ndinaye)
Akandidzimisa fon (ndini ndinaye)
Andidhomotsa nerudo (ndini ndinaye)
Musikana wekuHarare (ndini ndinaye)
Ah Gemma Gemma (ndini ndinaye)
Ndinaye handimbochema
[Post-Chorus: Gemma Griffiths]
Mwana wenyu (ndini ndinaye)
Ndini ndakamuvharia (ndini ndinaye)
Ndakamudzimsa fon (ndini ndinaye)
Ndamudhomosta nerudo (ndini ndinaye)
Baba Harare, nemusikana wemuHarare
[Outro]
[?]
Musafuna
[?]
Ndizwo (ah ah ah)
Scholez
Timbe

About “Ndini ndinaye” by Gemma Griffiths

Read the complete lyrics to "Ndini ndinaye" by Gemma Griffiths in 2023. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under R&B.

"Ndini ndinaye" is performed by Gemma Griffiths. in 2023 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Ndini ndinaye", explore more songs by Gemma Griffiths using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Gemma Griffiths · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Ndini ndinaye" is credited to Gemma Griffiths. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

Album information for "Ndini ndinaye" is not available in our database yet. You can still read the full lyrics on this page.

Visit the Gemma Griffiths artist page at /artist/gemma-griffiths for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.