Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Bhachi Redior Lyrics by Holy Ten

ENERGY

0

Yeah
Samanyanga sounds like iiih
Ndezve-tea (tea yeah)
Ndarota ndine bhachi re Dior (re Dior) nezimota (nezimota)
Radio (blast) iri pa full blast ndichizvikwadza nenziyo (nenziyo)
Ndiri pa round (round) ndiri pamerry go (merry go)
Ndarota ndiri Chief (ndiri Chief)
Ndarota mari yangu yakutamba 'cause yanga imbori stiff (stiff)
Ndarota ndirimudiki (aha)
Ndarota exactly pakatanga ma beliefs (hoyo)
Pakatanga mabeliefs (mabeliefs)
Tanga tisatatatanga zvemastreets (zvemastreets)
Tanga tisati takuti tikasvika
Munhu wese anotaura kuti tichazoda mapics (mapics)
Hameno ka zvavakuona mandiri
But, vakandifenza vese musadzoka kwandiri (aiwa haa, musadzoka kwandiri)
Muchazotichekeresa tikakaura (tikakaura)
Wakambondikweretesa ukazvitaura
Ndarota ndine bhachi re Dior (re Dior) nezimota (nezimota)
Radio (radio) iri pa full blast ndichizvikwadza nenziyo (nenziyo)
Ndiri pa round ndiri pamerry go (merry kruuu)
Ndarota ndiri Chief (ndiri Chief)
Ndarota mari yangu yakutamba 'cause yanga imbori stiff (stiff)
Ndarota ndirimudiki (ndirimudiki)
Ndarota exactly pakatanga ma beliefs (hoyo)
Hamungape madiss kuhurumende hey
Munhu wese arikuimba drill guvhu dende (guvhu dende)
Ndati hamungape madiss kuhurumende imi
Munhu wese arkuimba drill guvhu dende
Mugotiratidza report kana mapasa
Mkoma ngatisangane pana fourth kana paNASA sha
Dai watoita Coach kana Pastor
Jahman maiti mnogona masports unamanga
Bhachi re Dior ndikurida but izvezvi ndikudya sadza rezviyo
Izvezvi ndikunzwa nyaya dzana Stunna naDion (urikupi)
Ndiri pa round ndiri pa merry go (haa)
Ndarota ndiri Chief
Ndarota mari yangu yakutamba 'cause yanga imbori stiff
Ndarota ndirimudiki (ndirimudiki)
Ndarota exactly pakatanga ma beliefs (hoyo)
Credits

About “Bhachi Redior” by Holy Ten

Read the complete lyrics to "Bhachi Redior" by Holy Ten from the album "ENERGY". On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Rap.

"Bhachi Redior" is performed by Holy Ten. from the album "ENERGY" This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Bhachi Redior", explore more songs by Holy Ten using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Holy Ten · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Bhachi Redior" is credited to Holy Ten. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

"Bhachi Redior" appears on "ENERGY".

Visit the Holy Ten artist page at /artist/holy-ten for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.