Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Mdhara Vachauya Lyrics by Jah Prayzah

Mdhara Vachauya

2016

[Intro: Jah Prayzah]
Wandinzwa ndichidaidzira dhiya
Ndikati dai wambotarisa nguva
Nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya
Asi ramba uchingopenya kunge zuva
[Chorus 1: Jah Prayzah]
Vakanetsa unoti mdara vachauya ahaa
Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa
Unyerere uchingoshaina ahaa
Unyerere uchingoshaina ahaa
[Verse 1: Jah Prayzah]
Kangoma kadii kakede-kede aiwa tamba
Chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba
Kamoto kerudo kamberevere musazokadzima
Vanosara vachingoringa ringa ndanovhima
[Bridge: Jah Prayzah]
Kuti dzive ngano
Haiwa isungano
Ichi chirangano
Chibvumirano
[Chorus 2: Jah Prayzah]
Vanoziva kuti mdara vachauya ahaa
Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa
Unyerere uchingoshaina ahaa
Unyerere uchingoshaina ahaa
[Verse 2: Jah Prayzah]
Ukandipa rudo ndogamuchira nemoyo wangu
Ukaramba angova madzikirira kuhope dzangu
Maona here chisikana chakachangamuka? Iruva rangu
Vakanetsa ramba uchingotsika-tsika dhiya wangu
[Bridge: Jah Prayzah]
Kuti dzive ngano
Haiwa isungano
Ichi chirangano
Chibvumirano
[Chorus 2: Jah Prayzah]
Vanoziva kuti mdara vachauya ahaa
Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa
Unyerere, uchingoshaina ahaa
Unyerere uchingoshaina ahaa
[Verse 3: Jah Prayzah]
Kangoma kadii kakede-kede aiwa tamba
Chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba
Kamoto kerudo kamberevere musazokadzima
Vanosara vachingoringa ringa ndanovhima
[Bridge: Jah Prayzah]
Kuti dzive ngano
Haiwa isungano
Ichi chirangano
Chibvumirano
[Chorus 2: Jah Prayzah]
Vanoziva kuti mdara vachauya ahaa
Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa
Unyerere uchingoshaina ahaa
Unyerere uchingoshaina ahaa
[Bridge 2: Jah Prayzah]
Wandinzwa ndichidaidzira dhiya
Ndikati dai wambotarisa nguva
Nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya
Asi ramba uchingopenya kunge zuva
[Chorus 3: Jah Prayzah]
Vakanetsa unoti mdara vachauya ahaa
Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa
Unyerere, uchingoshaina, ahaa
Unyerere, uchingoshaina, ahaa
Unyerere, uchingoshaina, ahaa
Unyerere, uchingoshaina, ahaa
[Jah Prayzah]
Ndanga ndina Oskid

About “Mdhara Vachauya” by Jah Prayzah

Read the complete lyrics to "Mdhara Vachauya" by Jah Prayzah from the album "Mdhara Vachauya" in 2016. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Zimbabwe, Pop.

"Mdhara Vachauya" is performed by Jah Prayzah. from the album "Mdhara Vachauya" in 2016 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Mdhara Vachauya", explore more songs by Jah Prayzah using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Jah Prayzah · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Mdhara Vachauya" is credited to Jah Prayzah. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

"Mdhara Vachauya" appears on "Mdhara Vachauya" in 2016.

Visit the Jah Prayzah artist page at /artist/jah-prayzah for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.