Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Juzi Lyrics by Kae Chaps

0

Usanetseke I will be fine
It's just a matter of time
Chete chete ko handi ndizvo zvawakada
Plus kudzidza hakumboperi
Mwari anenge anechinangwa
Chigumbu handina asi ndichiri ndakatsamwa
Ungandirove zikuMake believe
Kuita kundidhomotsa you played deceive
Wakandiratidza zveshuwa kuti uri mwana waEve
Ndine ma ghost arikunditsoma
Kumba kwedu saka
[Chorus]
Dzoka utore juzi rako rawakakangamwa
Ndikaritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
Ndikadzitarira ndoshaya rugare
(Ndoshaya rugare)
Wakati ukuda attention
I gave you the shit
I'm broke from all the dreams that you were sеlling me
Urimboko yemunhu I felt I should tеll you this
But nyangwe zvazvo hatizi ma enemies
[Hook]
Zvakare ndezvekare ngatingozvisiyei
Zverudo zvacho taimbozviitirei
Ko dai wakandiudza kuti haudi waibvei
[Chorus]
Now chandokumbira kuti
Utore juzi rako rawakakangamwa
Ndikadzitarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
Ndikadzitarira ndoshaya rugare
Utore juzi rako rawakakangamwa
Ndikadzitarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
Ndikadzitarira
(Ffutronic)
[Bridge]
Zvichimboitirwei zverudo zvacho taizviitirei
Zvichimboitirwei zverudo zvacho taizvi
[Chorus]
Dzoka utore juzi rako rawakakangamwa
Ndikaritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
Ndikadzitarira ndoshaya rugare
Dzoka utore juzi rako rawakakangamwa
Ndikaritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
Ndikadzitarira ndoshaya rugare
Credits

About “Juzi” by Kae Chaps

Read the complete lyrics to "Juzi" by Kae Chaps. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Pop, Zimbabwe, Shona.

"Juzi" is performed by Kae Chaps. This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Juzi", explore more songs by Kae Chaps using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Kae Chaps · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Juzi" is credited to Kae Chaps. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

Album information for "Juzi" is not available in our database yet. You can still read the full lyrics on this page.

Visit the Kae Chaps artist page at /artist/kae-chaps for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.