Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Kukosha kwechikorobho Lyrics by Killer T

Ngoma Ndaimba

2015

[Intro: Killer T, Bodyslam Records & PTK Music]
BodySlam Records
Hot Property
PTK
Nyatso checka ma settings, ma runnings (izvi zviri right)
[Verse 1]
Mwanangu we ita unditeerere usaita sedzakambotamba nepwere
Hauna kungwara usazvinyepere
Kana zvikazooma usandicheme
[Chorus]
Uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura
Hauteerere kana ndichikutsiura
Mukana inguva uyu unopfuura
Uchazoona kukosha kwezvandaireva
Kukosha kwechikorobho warasa mvura
Hauteerere kana ndichikutsiura
Mukana inguva uyu unopfuura
Uchazoona kukosha kwezvandaireva
[Verse 2]
Mwanangu pangu ndakashanda kare, inzwa
Unongopindura kana wabvunzwa
Wotomubatisisa anotumbura munzwa
Akazoonekwa nembonje ndambakuudzwa
Muromo wevakuru hauwire pasi
Hakuna munhu asina basa kubvira nhasi
Usava nemunhu waunozotarisira pasi iwe
Nekuti mangwana haasi nhasi
[Chorus]
Uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura
Hauteerere kana ndichikutsiura
Mukana inguva uyu unopfuura
Uchazoona kukosha kwezvandaireva
Kukosha kwechikorobho warasa mvura
Hauteerere kana ndichikutsiura
Mukana inguva uyu unopfuura
Uchazoona kukosha kwezvandaireva
[Verse 3]
Idzo nungo dzinouraya vatenzi nenzara
Unofanira kudyawo zvaunenge wadyara
Kwete kuda kuguta asi wakagara
Upenyu hauuye wakagara
Pauchatsvaga pane bako unenge wanaiwa, ah
Ipapo uchanditsvaga asi uchandishaiwa ah
Uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura
Hauteerere kana ndichikutsiura
Mukana inguva uyu unopfuura
[Chorus]
Uchazoona kukosha kwezvandaireva
Kukosha kwechikorobho warasa mvura
Hauteerere kana ndichikutsiura
Mukana inguva uyu unopfuura
Uchazoona kukosha kwezvandaireva
[Pre-Chorus]
Mwanangu pangu ndakashanda kare, inzwa
Unongopindura kana wabvunzwa
Wotomubatisisa anotumbura munzwa
Akazoonekwa nembonje ndambakuudzwa
Muromo wevakuru hauwire pasi
Hakuna munhu asina basa kubvira nhasi
Usava nemunhu waunozotarisira pasi iwe
Nekuti mangwana haasi nhasi
[Chorus]
Uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura
Hauteerere kana ndichikutsiura
Mukana inguva uyu unopfuura
Uchazoona kukosha kwezvandaireva
Kukosha kwechikorobho warasa mvura
Hauteerere kana ndichikutsiura
Mukana inguva uyu unopfuura
Uchazoona kukosha kwezvandaireva
[Verse 4]
Idzo nungo dzinouraya vatenzi nenzara
Unofanira kudyawo zvaunenge wadyara
Kwete kuda kuguta asi wakagara
Upenyu hwakanaka hauuye wakagara
Pauchatsvaga pane bako unenge wanaiwa, ah
Ipapo uchanditsvaga asi uchandishaiwa ah
[Chorus]
Uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura
Hauteerere kana ndichikutsiura
Mukana inguva uyu unopfuura
Uchazoona kukosha kwezvandaireva
Kukosha kwechikorobho warasa mvura
[Outro]
Hauteerere kana ndichikutsiura
Uchazoona kukosha kwezvandaireva
Credits

About “Kukosha kwechikorobho” by Killer T

Read the complete lyrics to "Kukosha kwechikorobho" by Killer T from the album "Ngoma Ndaimba" in 2015. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Rap.

"Kukosha kwechikorobho" is performed by Killer T. from the album "Ngoma Ndaimba" in 2015 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Kukosha kwechikorobho", explore more songs by Killer T using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Killer T · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Kukosha kwechikorobho" is credited to Killer T. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

"Kukosha kwechikorobho" appears on "Ngoma Ndaimba" in 2015.

Visit the Killer T artist page at /artist/killer-t for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.