Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Rudo Ibofu Lyrics by Killer T

Mashoko Anopfuura

2018

[Intro]
Anaya 4
Nyatsochecka (dem popopo) ma settings (dem popopo), ma runnings
Anaya 4
[Pre-Chrous]
Chenjera wangu moyo chenjera
Chenjera wangu moyo chenjera
[Chorus]
Rudo ibofu sometimes
Dai ndaizivawo
Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love
Rudo ibofu sometimes
Dai ndaizivawo
Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love
[Verse 1]
Moyo wangu wakautora ndobva wautsondatsonda
Uri mhondi yerudo
Kuita kundiponda ponda
Dzimwe nguva unotyisa
Kuita kunge anakonda
Usandisiya darlie wangu
Ndingazowonda wonda
Dzimwe nguva anonditeya
Nechikirimbani cherudo
Vamwe vangu vanondiudza kuti uchafa nerudo
Kuita kupenga nerudo
Kutamba nerudo
Kuita kupenga nerudo
Kuchema nerudo
[Chorus]
Rudo ibofu sometimes
Dai ndaizivawo
Ndisina kumbonyura murudo newewe, my love
Rudo ibofu sometimes
Dai ndaizivawo
Ndisina kumbonyura murudo newewe, my love
[Verse 2]
Rume risinganyepe hona hariroore
Inini moyo wangu handiwore
Chisiri changu chese handitore
Vamwe vanofunga kuti zvirinyore
Zvimwe dai wakandiudza kuti ndizvo zvauri
Zvimwe dai ndakawana mumwe pamwe ndava nemhuri
[Chrous]
Rudo ibofu sometimes
Dai ndaizivawo
Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love
Rudo ibofu sometimes
Dai ndaizivawo
Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love
[Pre-Chorus]
Chenjera wangu moyo chenjera
Chenjera wangu moyo chenjera
Vangazoku ponda ponda chenjera
Uvangwarire moyo chenjera
[Chrous]
Rudo ibofu sometimes
Dai ndaizivawo
Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love
Rudo ibofu sometimes
Dai ndaizivawo
Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love
[Pre-Chrous]
Moyo wangu wakautora ndobva wautsondatsonda
Uri mhondi yerudo
Kuita kundiponda ponda
Dzimwe nguva unondityisa
Kuita kunge anakonda
Usandisiya darlie wangu
Ndingazo wonda wonda
Dzimwe nguva anonditeya nechikirimbani cherudo
Vamwe vangu vanondiudza kuti uchafa nerudo
Kuita kupenga nerudo
Kutamba nerudo
Kuita kupenga nerudo
Kuchema nerudo
[Chorus]
Rudo ibofu sometimes
Dai ndaizivawo
Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love
Rudo ibofu sometimes
Dai ndaizivawo
Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love
Credits

About “Rudo Ibofu” by Killer T

Read the complete lyrics to "Rudo Ibofu" by Killer T from the album "Mashoko Anopfuura" in 2018. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Zimbabwe, Rap.

"Rudo Ibofu" is performed by Killer T. from the album "Mashoko Anopfuura" in 2018 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Rudo Ibofu", explore more songs by Killer T using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Killer T · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Rudo Ibofu" is credited to Killer T. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

"Rudo Ibofu" appears on "Mashoko Anopfuura" in 2018.

Visit the Killer T artist page at /artist/killer-t for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.