Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Takumbofarawo Lyrics by Killer T

Ngoma Ndaimba

2015

[Intro: Killer T & Oskid Production]
Tenako Music
Hot property
Oskid
Saka bata icho
Handidi nacho kodaz
[Verse 1]
Tikagara tichichema misodzi ichapera
Tavakuda kumbofarawo kani
Nekuti nhamo yeumwe hatirambirwi jembi
(Ahunde ahunde)
[Chorus]
Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde Ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichema
(Ahunde ahunde)
Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde Ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichemawo
(Ahunde ahunde)
[Verse 2]
Tavakuda kumboimba zvine message
Ko ndisu tirikutarwa muma kombi
Glenora kubata Fio
Ku Mabvuku ku Tafara
Ku Epworth ku Mandara
Neku Mbare, Kuwadzana
Glenview ku Mufombi
Ku Chitungwiza neku Dzivarasekwa
Hona kufara kwacho kwatinoita
Kana Kuchema hakumbofa kwatifita
Hona tavakutsvaga muriwo
Muskinana wakanaka wekumbofara naye
[Chorus]
Vamwe vachiti chairman bata ngoma
(Ahunde ahunde)
Kwatabva kure zvinhu zvakaoma
(Ahunde ahunde)
Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichema
(Ahunde ahunde)
Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde Ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichemawo
(Ahunde ahunde)
[Verse 3]
Nhasi tine vanhu vekufara navo
(Kufara navo)
Kana kumba hatiendi
Chimbotamba izvo zvandimba tione
Kana kumba handiende
Vaimbozviti havateerere inini
(Teerere inini)
Chimboinzwaiwao icho chi heavy tune
Kuzvima rounds hatingashaye plan
Kana tapedza tobaya pazayani
(Pasayani)
[Chorus]
Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichema
(Ahunde ahunde)
Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde Ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichemawo
(Ahunde ahunde) x2
[Verse 4]
Tavakuda kumboimba zvine message
Ko ndisu tirikutarwa muma kombi
Glenora kubata Fio
Ku Mabvuku ku Tafara
Ku Epworth ku Mandara
Neku Mbare, Kuwadzana
Glenview ku Mufombi
Ku Chitungwiza neku Dzivarasekwa
Hona kufara kwacho kwatinoita
Kana Kuchema hakumbofa kwatifita
Hona tavakutsvaga muriwo
Muskinana wakanaka wekumbofara naye
[Chorus]
Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichema
(Ahunde ahunde)
Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde Ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichemawo
(Ahunde ahunde)
Tavakuda kumbofarawo kani
(Ahunde Ahunde)
Hatingapedzi album rese tichichemawo
(Ahunde ahunde)
[Outro]
Tamuka
Kodaz
Hot Property
Nyatso Checka
Anaya for real
Credits

About “Takumbofarawo” by Killer T

Read the complete lyrics to "Takumbofarawo" by Killer T from the album "Ngoma Ndaimba" in 2015. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Zimbabwe, Rap, Pop.

"Takumbofarawo" is performed by Killer T. from the album "Ngoma Ndaimba" in 2015 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Takumbofarawo", explore more songs by Killer T using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Killer T · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Takumbofarawo" is credited to Killer T. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

"Takumbofarawo" appears on "Ngoma Ndaimba" in 2015.

Visit the Killer T artist page at /artist/killer-t for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.