Lyrks
Lyrks
Sign In
Cover Art

Tamba Navo Lyrics by Killer T

Mashoko Anopfuura

2018

[Intro: Killer T]
Hot property (ohh), nyatsocheka masettings, marunnings (Killer T)
Anaya 4

[Verse 1]
Musandifungise nhamo takati hatichaida pano
Asi ini ndine zano, dai mambotandara pano
Musanditsamwise
Mirai ndikusimbise
Usandigumire
Nyama mugochere
Toda kufara zvekufara tichitandara
Asi nguva ndiyo shoma
Ndoda kufara nemi chi all night asi kuden tight
Bhonji dzima light ooh (military touch)

[Chorus]
Ndoda kutamba navo prezha (kutamba navo)
Ndoda kutamba navo (aye kutamba navo)
Ndoda kutamba navo prezha (aye kutamba navo)
Ndoda kufara navo (aye kutamba navo)
Ndizarurirewo (kutamba navo)
Ndoda kutamba navo (aye kutamba navo)
Ndizarurirewo (aye kutamba navo)
Ndoda kufara navo (aye kufamba navo)

[Verse 2]
Ndipo patinoti isusu dzawira mutswanda
Nyama iri pano yakawanda
Mudye zvekukanganwa kuti kuchauya mangwana
Aiwa ndizarurirewo ndikange nyama
Mukaita zvekususumwa tichirova maObama
Handina chekumirira Tamuka
Vanhu vese vakamuka
Ghetto rakamuka, munhu wese akamuka
Gochayi nyama mafero musazowanza mamero
Ndoda kufara madeko
Kupenga hakuridzirwe bhero

[Chorus]
Ndoda kutamba navo purezha (kutamba navo)
Ndoda kutamba navo (ayе kutamba navo)
Ndoda kutamba navo prezha (aye kutamba navo)
Ndoda kufara navo (aye kutamba navo)
Ndizarurirеwo (kutamba navo)
Ndoda kutamba navo (aye kutamba navo)
Ndizarurirewo (aye kutamba navo)
Ndoda kufara navo (aye kutamba navo)

[Verse 3]
Usambotarisa nguva mumwe wangu
Vaudze kumba touya (ooh)
Usambotarisa nguva mumwe wangu
Vaudze kumba touya (ohh)
Usandifungise nhamo takati hatichaida pano, asi ini ndine zano
Dai mambotandara pano
Musanditsamwise (ohh)
Mirai ndikusimbise
Musandibvumire nyama, mugochere

[Chorus]
Ndoda kutamba navo purezha (kutamba navo)
Ndoda kutamba navo (aye kutamba navo)
Ndoda kutamba navo purezha (aye kutamba navo)
Ndoda kufara navo (aye kutamba navo)
Ndizarurirewo (kutamba navo)
Ndoda kutamba navo (aye kutamba navo)
Ndizarurirewo (aye kutamba navo)
Ndoda kufara navo (aye kutamba navo)
Hoye, hoye hoye
Hoye, hoye hoye
Hoye, hoye hoye
Hoye, hoye hoye

[Outro]
Vane chinono chekucheka nyama (hoye hoye hoye)
Vanoda kuti ini ndipfeke mvemve (hoye hoye hoye)
Zvikanakidza chete ndozvidawo (hoye hoye hoye)
Tivaratidze kuti isu tine nharo (hoye hoye hoye)
Vane chinono chekucheka nyama (hoye hoye hoye)
Vanoda kuti ini ndipfeke mvemve (hoye hoye hoye)
Zvikanakidza chete ndozvidawo (hoye hoye hoye)
Tivaratidze kuti isu tine nharo (hoye hoye hoye)
Credits

About “Tamba Navo” by Killer T

Read the complete lyrics to "Tamba Navo" by Killer T from the album "Mashoko Anopfuura" in 2018. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Zimbabwe, Rap.

"Tamba Navo" is performed by Killer T. from the album "Mashoko Anopfuura" in 2018 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Tamba Navo", explore more songs by Killer T using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Killer T · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Tamba Navo" is credited to Killer T. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

"Tamba Navo" appears on "Mashoko Anopfuura" in 2018.

Visit the Killer T artist page at /artist/killer-t for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.


Lyrks
Lyrks

Your gateway to the world of music lyrics.

Product

Features


© 2026 Lyrks. All rights reserved.