Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Vagara vanongovenga Lyrics by Killer T

Ngoma Ndaimba

2015

[Intro: Killer T]
Hot property (Kenako music)
Oskidi saka Super nyatso checker
Masettings, ma runnings, Cornaz
Ayanaya for real
[Chorus]
Kunyangwe ukagona kunyangwe ukatadza
Zvinenge zvakangofanana
Havakwanise kutenda nyangwe patinoshanda
Vanenge vachiti hapana
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita sei
Vagara vanongovenga ava
Oh, vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita sei
Vagara vanongovenga ava
Uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura
[Verse 1]
Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara
Pamwe zvimadhimoni
Pandinogona havaone mapofu
Kuita hwaJuda hwekunotengesa Jesu
Ndoda kubvunza anga amutadzireiko
Irwo ruvengo irworwo rwabva nepiko
Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko
Kungomirira pandatadza motaura
[Chorus]
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita sei
Vagara vanongovenga ava
Oh, vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanongovеnga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita sei
Vagara vanongovenga ava
Uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura
[Verse 2]
Ko sеi vachinyanyoona zvakaipa
Munhu, munhu anoona zvakaipa
Kuzvishandira handione chakaipa
Asi unoona moyo yavo ichibaika
Asi inga wani handinei navo
Ende futi handiraramire ivo
Mweya wekufema handikumbire kwavari
Zvandinoshaya ndinochema kunaMwari
[Chorus]
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita sei
Vagara vanongovenga ava
Oh, vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita sei
Vagara vanongovenga ava
Uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura
[Verse 3]
Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara
Pamwe zvimadhimoni
Pandinogona havaone mapofu
Kuita hwaJuda hwekunotengesa Jesu
Ndoda kubvunza anga amutadzireiko
Irwo ruvengo irworwo rwabva nepiko
Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko
Kungomirira pandatadza motaura
[Chorus]
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita sei
Vagara vanongovenga ava
Oh, vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita sei
Vagara vanongovenga ava
Uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita sei
Vagara vanongovenga ava
Uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura
Vagara vanongovenga ava
[Outro]
Vagara vanongovenga ava
Vagara vanongovenga ava
Uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura
Credits

About “Vagara vanongovenga” by Killer T

Read the complete lyrics to "Vagara vanongovenga" by Killer T from the album "Ngoma Ndaimba" in 2015. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Zimbabwe, Pop, Rap.

"Vagara vanongovenga" is performed by Killer T. from the album "Ngoma Ndaimba" in 2015 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Vagara vanongovenga", explore more songs by Killer T using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Killer T · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Vagara vanongovenga" is credited to Killer T. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

"Vagara vanongovenga" appears on "Ngoma Ndaimba" in 2015.

Visit the Killer T artist page at /artist/killer-t for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.