Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Kuno Lyrics by Malcom Mufunde & YaadUniverse

Ekwedu

2023

Verse 1:
Tapinda machena semugaisi
Chakacolor saMutarisi
Tears of joy for my mum, nhasi dakuchemedza mai sehanyanisi
Nguva yareba vasina kufara, patone length and width
Kune vakauya nepfuti, vaida kushooter star, ndikati, “Make a wish”
Pakuda bread titenge chingwa
Rispo paropinda, tovhura mapombi; ZINWA
Handinwe naVoltz but todhakwa nema Hunter’s
Bush ndichiburner, ndiri Moses weganja
Ziblunt hauritenge usina dough iri
Rabva kushebeen kunge Dough iri
Squad renyu harina kana door iri
Ndodhumanisa simbi sendoruka madhoiri
Hook:
Zvotoita kuno, zvotoita kuno, zvotoita, zvotoita kuno
Zvotoita kuno, zvotoita kuno, zvotoita, zvotoita kuno
Zvotoita kuno, zvotoita kuno, zvotoita, zvotoita kuno
Zvotoita kuno, zvotoita kuno, zvotoita, zvotoita kuno
Verse 2:
Kune party kwako, kune party kwangu; baby, it’s supposed to be me and you
Dai tangobatanidza party dzacho dzese, tobva tangoita GNU
Tifare pamwe
Kwetе kuti ndifare pamwe, ufare pamwе
Kuno tofara, pasi hapagarwe
Kuno tofara, unoziya paGarwe
Dzingori njuga, dakufadza chaunga
Kupinzira bhobho, dakufadza Chatunga
Takuda mastates ese, guys
Pakutoda gas, pakuda maliquid ne ice
Apa DJ ari kuspaka, Rasta
Hit after hit kunge Sikandar Razar
Udzai veHuman Resources vahaye mamanners coz kuno akushaya basa

About “Kuno” by Malcom Mufunde & YaadUniverse

Read the complete lyrics to "Kuno" by Malcom Mufunde & YaadUniverse from the album "Ekwedu" in 2023. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Rap.

"Kuno" is performed by Malcom Mufunde & YaadUniverse. from the album "Ekwedu" in 2023 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Kuno", explore more songs by Malcom Mufunde & YaadUniverse using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Malcom Mufunde & YaadUniverse · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Kuno" is credited to Malcom Mufunde & YaadUniverse. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

"Kuno" appears on "Ekwedu" in 2023.

Visit the Malcom Mufunde & YaadUniverse artist page at /artist/malcom-mufunde-and-yaaduniverse for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.