Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Ndiwe Lyrics by Malcom Mufunde & YaadUniverse

Ekwedu

2023

Verse 1: Malcom Mufunde
Taiva mumushikashika, tiri mupickup line
Ndobva ndakurova nema pickup line
I been waiting for you, pakumbodawo ka tip
Wondipawo just a tip, ndokupawo just the tip
Hapana akaita sewe
Ndisati ndakudya, ndandatonakirwa newe
And I told you, ZESA ikunetsa asi wakabaka, sha
Ndakasiya bhawa asi wandidhaka, sha
Uchinditambira
Handisi salary asi unonditambira
Zviri zverudo, ndinenge journalist; nyaya idzi takadzifambira
Zvazobuda pachena
Kuti ndakapinda machena
Vamwe vese matsaga, you sack them
No mercy, ndavakandira Joker saBatman
Hook: TiNaYe
Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
Ndiwe, ndiwe chete
Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
Ndiwe, ndiwe chete
Verse 2: Tidеch
Chitekete chandakagwinha ndatsika mupangara
Donhodzo rеmwoyo rondi sparka ndasuruwara
Rudo mazuva ose, chero ndakabhuruwara
Akwindimara ndomusetsa nema kiss mana
Paguma, padama, pahuro, pa ugh
Ndabva kubasa ndomuigira zvaanoda
"Maswera sei, Chikonamombe?" achigutsurira
Runyevenutso muhana pandinomumbundira
Chipondamwoyo, uri stuck munjere
Tiri vaviri toita party muswere
Uchigara uchiseka semukadzi webere
Versace, mawatch nemabhachi emvere, ah
Ndiwe mbabvu yangu, ndiwe
Handikujambe sebhavhu iwewe
Ndokuda sechikafu
Handikuite rough, ndongokupa love, iwewe
Hook: TiNaYe
Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
Ndiwe, ndiwe chete
Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
Ndiwe, ndiwe chete
Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
Ndiwe, ndiwe chete
Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe
Ndiwe, ndiwe chete
Outro: Malcom Mufunde & TiNaYe
Haagone maths but it’s cool
As long as we go ku1+1 tiri two
And her lapdance kino
Coz heat yacho ikurubber pachino kunge De Niro
Sisi, ndimi mega
The queen of my heart; tongai moyo saDhewa
Ndiwe chete

About “Ndiwe” by Malcom Mufunde & YaadUniverse

Read the complete lyrics to "Ndiwe" by Malcom Mufunde & YaadUniverse from the album "Ekwedu" in 2023. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Rap.

"Ndiwe" is performed by Malcom Mufunde & YaadUniverse. from the album "Ekwedu" in 2023 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Ndiwe", explore more songs by Malcom Mufunde & YaadUniverse using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Malcom Mufunde & YaadUniverse · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Ndiwe" is credited to Malcom Mufunde & YaadUniverse. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

"Ndiwe" appears on "Ekwedu" in 2023.

Visit the Malcom Mufunde & YaadUniverse artist page at /artist/malcom-mufunde-and-yaaduniverse for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.