Lyrks
Lyrks
Sign In
Cover Art

Chido Lyrics by Munashe

2020

[Verse 1: Munashe]
Paive nemusikana ainzi Chido
Runako rwake rwaive chipo
Moyo wake ndakati ndipo, Akati bodo
Ndakati ndoda kudhigidha ka, Paka nyurwa nevamwe apo
Ndakati ndoda kudeleter ka, Pakanyorwa nevamwe apo
Maybe its Maybeline, Or I may be lean
Or its all just make belief, From her book I’ma take a leaf
For the heart I’ll become a thief, Haiwa ndoba, ndoba ini

[Chorus: John Falsetto]
Oh-oh-oo-oh-oh-oh; Eh
Oo-oh-oh-oh-oh-oo-oh-oh; Eh
Oh-oh-oo-oh-oh-oh
Oo-oh-oh-oh-oh-oo-oh-oh; Eh-
Oh-oh-oo-oh-oh-oh
Oo-oh-oh-oh-oh-oo-oh-oh x2

[Verse 2: Munashe]
Ndakaona Chido pamugodhi, Ana Godhi
But Godhi anemahobi, Ko nhaiwe Chido hausvodi
Moyo wangu wakati maya uchida mfesi anenge bveni
Kwete mfesi akaita seni?
Ndakashaya kana hope kurara, Ndichishaya kana nguva kufara
Ndichifunga kuti shuwa ndatoshaya mukana uh-uh
Hazvingapere zvakadai
Ndakaenda ndakatsvaga Netsai, mfes wangu Netsai
Ane hanzvadzi ineziso rainetsa, ainzi Itai
Ndakati ndibatsirewo sha Netsai

[Chorus: John Falsetto]
Matishanyira pano
Oh-oh-oo-oh-oh-oh - imi
Matishanyira pano
Oo-oh-oh-oh-oh-oo-oh-oh x2
Murikuda kuti titandare
Oh-oh-oo-oh-oh-oh - imi

[Verse 3: Munashe]
Takasangana masikati
Tiri pasi pemuti wemuzhanje
Akati hapana chinenge shanje
Iwe neni ngatinyepere kupfimbana
Tichidanana
Achaona une rudo rwakanaka
Saka nguva yakapfura zvichispaka
Zvichifaya
Ndakugaya
Pamwe ndakakanya pakusarudza apa
Rudo rwemoyo wangu rwaive pamberi pechiso changu
Moyo wangu wakango sekerera
Pfungwa ndobva dzatenderera
Dzatenderera x2

[Chorus: John Falsetto]
Matishanyira pano
Oh-oh-oo-oh-oh-oh - imi
Matishanyira pano
Oo-oh-oh-oh-oh-oo-oh-oh x2
Murikuda kuti titandare
Oh-oh-oo-oh-oh-oh - imi

[Verse 4: Munashe]
Rume rinonyenga rinosimudza musoro
Ndakabva ndataura mashoko epamoyo
Akati Munashe
Ndakati Netsai
Akati kukura kwedu kwatakaita tiri tese
Panguva yose iyoyi
Moyo wangu wakatotora
Ende ndaingo shuwira
Pamwe ndichito yuwira
Kuti nerimwe zuva - nerimwe zuva
Asi chimwe nechimwe chinenguva yacho
Zuva iroro handimbofe ndakarikanganwa
Kana nguva ipapo yakambomira
Rudo rwaive mumhepo tese tichingo zhinyura
Nakamumbundira x2
Credits

About “Chido” by Munashe

Read the complete lyrics to "Chido" by Munashe in 2020. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Afrobeats, Short Story, Zimbabwe.

"Chido" is performed by Munashe. in 2020 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Chido", explore more songs by Munashe using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Munashe · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Chido" is credited to Munashe. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

Album information for "Chido" is not available in our database yet. You can still read the full lyrics on this page.

Visit the Munashe artist page at /artist/munashe for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.


Lyrks
Lyrks

Your gateway to the world of music lyrics.

Product

Features


© 2026 Lyrks. All rights reserved.