Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Soko Matemai Lyrics by Sharky

2015

[Verse 1]
Kubva ndichizvarwa I have never been kumusha
Vechikuru vari kunzwa izvi please musandituka
Sekuru naMbuya handina kuvaona
Mdara akabaya UKaz akanochona
Uyo handina basa naye , asi vari kumhepo kwamuri ikoko ndiani wandingasase naye?
Ndiri mwana wenyu, ndiri musango
Parizvino ndapererwa nemazano
Zvinhu hazvisi kufamba, ndiri kutsvaga mashows neboys rangu
Yeah they coming but it's moving kinda slow
They should know my name, they should play me on the radio
Ndinotsika tsika stage everywhere I go
Ndakapfeka T Shirt yangu yeTateguru
Kutochiller zvangu kunge sendakuru
Vepachuru, tisu vana Muchenje
Behind the mic I feel at home, shiri mudendere
[Hook]
Gogogoi ndapinda muyera Soko
Ndakapfeka ndarira mumaoko
Ndiri mwana wenyu ka, ndinoda kuchengetwa
Nemasimba ekubata mabasa amakandipa, saka
(Vari kumhepo, ndiratidzei nzira)x3
Ndisati ndarasika zve ndiratidzei nzira
[Verse 2]
Kwese kwandiri people trying to control me
Tangosangana, why you acting like you know me?!?
Oh please! Uyu hupenyu hwangu
Musoro bhangu, you could never ever walk in my shangu
Machoices ando maker they shouldn’t be affecting you
Mind your own business and you will see me respecting you
This that, what what, enda kuchikoro
Flat butt nekugara pamba mvura mumusoro argghh!!
Pane nguva yandai swimmer mudoro
Ndichida kupedzera shungu dzangu mubhodhoro
Kubvira kuprimary ndichishaya school fees
PaForm 4, 4As, 4Bs and 2Cs, you see
I’m a smart dude, 12 points at A Level
Vezera rangu vari pa University level
Vanonditarisa vofunga ndakasara
Ndiri kushanda ndichengetei please ndisaparara
[Hook]
Gogogoi ndapinda muyera Soko
Ndakapfeka ndarira mumaoko
Ndiri mwana wenyu ka, ndinoda kuchengetwa
Nemasimba ekubata mabasa amakandipa, saka
(Vari kumhepo, ndiratidzei nzira)x3
Ndisati ndarasika zve ndiratidzei nzira
(Vari kumhepo, ndiratidzei nzira)x3
Ndisati ndarasika hapana chandinoziva
[Verse 3]
I wrote this when I was 20 but I felt older
Ndakuda bomber jacket nhasi, the world just got colder
Ndakatanga chibhachura ndine 19 years
Ma tall obstacles ndokwachura se lightning, yes
(After all that's said, I'm trynna be a legend make the crowd go “Iwe Sharky Sharky!!”)x2
Kana pachibikwa doro, nhasi tichapira
Vhura bhodhoro re wine pasi toridira
Ndoda kuti mai vanhu ndigovariritira saka
Vari kumhepo, ndiratidzei nzira
Zvinhu zvacho zvazvadai ndifudzei ndiri hwai
Soko Matemai, Soko Makwiramiti
Inga ndati mai vangu ndoda kuvariritira saka
Vari kumhepo, ndiratidzei nzira!!
[Hook]
(Vari kumhepo, ndiratidzei nzira)x3
Ndisati ndarasika zve ndiratidzei nzira
(Vari kumhepo, ndiratidzei nzira)x3
Ndisati ndarasika hapana chandinoziva
Credits

About “Soko Matemai” by Sharky

Read the complete lyrics to "Soko Matemai" by Sharky in 2015. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Rap.

"Soko Matemai" is performed by Sharky. in 2015 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Soko Matemai", explore more songs by Sharky using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Sharky · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Soko Matemai" is credited to Sharky. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

Album information for "Soko Matemai" is not available in our database yet. You can still read the full lyrics on this page.

Visit the Sharky artist page at /artist/sharky for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.