Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Paita Party Lyrics by Slicker 1

0

Zvabaka!
Eeh Zvakubvira bvira
Zvibvirise
Yo Pablo
Conquering TMB
Paita party
Paita Party pano
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada, party kuno
Kwese kwese kune Party
Vanodaidza inini
Hanzi prezha rinoda inini
Zvinganakidze sei ndisipo inini
Ndini munhu wacho. Party kuno!
Like Macho man I'm di man... yeah
I'm fly like I'm Peter Pan... yeah
Hembe dzacho straight out Japan
Tora Mari ndisu tavanakidza vanhu mhani
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada, party kuno
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada!
Igaroziva tinodaka zvekufara
Kune mafaro handimbosara
Toda zvekunakidzwa
Saka kunonakidzaka tiriko
Kwakabaka kwese tiriko
Kana zvakadzima inini handiko
Saka ndikoko ikoko
Zvakabaka zvikubvira bvira moto
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada, party kuno
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada!
Kwese kwawaenda gara wavabvunza
Ndini wacho prezha manager
Taura zvaunoda ndobheja
Mari ndinotora usandimezha
Kana kundityira hauipedza
Mapockets ari deep dhameja
Mari hobho haitombo pera
Muromo kusvikira wapera
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada, party kuno
Paita Party Paita Party pano
Vese vari kuda kufara
Ngavauye kuno
Paita Party Paita Party pano
Heavy fangada, toita zvatada!
Credits

About “Paita Party” by Slicker 1

Read the complete lyrics to "Paita Party" by Slicker 1. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Rap.

"Paita Party" is performed by Slicker 1. This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Paita Party", explore more songs by Slicker 1 using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Slicker 1 · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Paita Party" is credited to Slicker 1. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

Album information for "Paita Party" is not available in our database yet. You can still read the full lyrics on this page.

Visit the Slicker 1 artist page at /artist/slicker-1 for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.