Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Mashura Lyrics by Tidech

2020

HOOK
Aaah
Maoko mudenga tichiimba toyi-toyi kunge vanhu vari ku demonstrator
Tine ma chicks edu hobho plus whiskey nema godo zuva rese tichi celebrator
Maoko mudenga tichiimba toyi-toyi kunge vanhu vari ku demonstrator
Tine ma chicks edu hobho plus whisky nema godo zuva rese tichi celebrator
Handina kumboziva kuti zvichadai so
Handina kumboketa kuti tichadaiso
Tangobva den makuseni nekajagwa kasina basa
Mu account mabva mangopinda thaza
Handina kumboziva kuti zvichadai so
Handina kumboketa kuti tichadaiso
Tangobva den makuseni nekajagwa kasina basa
Mu account mabva mangopinda thaza
VERSE I
Jongwe muromo dzvii, kubuda mugudza na 6
Hapana activity, mdhara andituma muma streets
Ndamboda kurova tobo, ndabatwa ne temptation
Ndapihwa ma key emota, hanzi enda pa service station
Runhare kuna Mike "ngatisangane pacorner"
10 Bond yemaputi nhasi zvakaoma
Dhumha-dhumha ne njuzu apa mota ndichimona
Ndazongonzwa prrr prrr senge pane aphona
Mashura a Gorgina, hana kurova yambomira
Kuona zvisionekwi ndichiridza Carolina
Ma brakes dzvii ndichivhura tsamba yepa mbozha
EcoCash chii chii mapinda mari gozha
Brain dzavhiringika, ndatadza kugadzikana
Mike a believiswa ndobva asheedza vana
Chekumirira hapana, takumbotamba happy
Full blast pama speaker, ndavhura gap
HOOK
Maoko mudenga tichiimba toyi-toyi kunge vanhu vari ku demonstrator
Tine ma chicks edu hobho plus whisky nema godo zuva rese tichi celebrator
Maoko mudenga tichiimba toyi-toyi kunge vanhu vari ku demonstrator
Tine ma chicks edu hobho plus whiskey nema godo zuva rese tichi celebrator
Handina kumboziva kuti zvichadai so
Handina kumboketa kuti tichadaiso
Tangobva den makuseni nekajagwa kasina basa
Mu account mabva mangopinda thaza
Handina kumboziva kuti zvichadai so
Handina kumboketa kuti tichadaiso
Tangobva den makuseni nekajagwa kasina basa
Mu account mabva mangopinda thaza
VERSE II
EcoCash yabva kupiko iyi? [Dough Major]
Haaaa zvine basa rei?
Kana yapinda mangu kuidya ndinotadza nei???
Zita handirizive saka don't stress me
IDenga raita nyasha, haaa God blessed me
Hwahwa hunonaka, takutamba sadaka
Braai stand yabaka, sausage pamupaka
Nyama nemagaka, cooler box ma1
Ma spice; chakalaka, happiness ka1
Torai ma picture muchibhambhisa besu
Terera zvandosasa, nhasi ndini shefu
Hona matsaga aya, ada kutamba nesu
Tichidya mari yeminana, ndotenda Jesu
Yauya nemanhede, ndoispenda sebenzi
Nhasi chakabheuka, nzenza dzajamba fenzi
Imbwa mu butcher, nhasi chakabvondoka
Musazoudza vanhu hatidi vanodhomoko
Zvazvemashiripiti, muzukuru waNdunge
Hwechirungu unonaka plus hwedu hwemapfunde
Vana vorasa hunhu, vachingojibilika
Apa Gwan Bad ari pacorner zvake akasticka
HOOK
Maoko mudenga tichiimba toyi-toyi kunge vanhu vari ku demonstrator
Tine ma chicks edu hobho plus whiskey nema godo zuva rese tichi celebrator
Maoko mudenga tichiimba toyi-toyi kunge vanhu vari ku demonstrator
Tine ma chicks edu hobho plus whisky nema godo zuva rese tichi celebrator
Handina kumboziva kuti zvichadai so
Handina kumboketa kuti tichadaiso
Tangobva den makuseni nekajagwa kasina basa
Mu account mabva mangopinda thaza
Handina kumboziva kuti zvichadai so
Handina kumboketa kuti tichadaiso
Tangobva den makuseni nekajagwa kasina basa
Mu account mabva mangopinda thaza
OUTRO [Dough Major]
Eh ko Tidech, ndiri kubv', ndiri kubva kutaura na mdhara ka, hanzi waiona here mari yanda sender, hanzi i mari ye fuel ka, haaa saka hameno kuti uchaita sei?
Credits

About “Mashura” by Tidech

Read the complete lyrics to "Mashura" by Tidech in 2020. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Rap.

"Mashura" is performed by Tidech. in 2020 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Mashura", explore more songs by Tidech using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Tidech · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Mashura" is credited to Tidech. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

Album information for "Mashura" is not available in our database yet. You can still read the full lyrics on this page.

Visit the Tidech artist page at /artist/tidech for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.