Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Whiskey Pama Godo Lyrics by Tidech

2022

Godobori pachi (hahaha)
Yeah, are you ready for this one? (Godo)
We ain't playing (we no longer playing, we got the game)
2005 (yeah) takambostana den isina window (fact)
Every night tichibhurwa ne mosquito (Granary Park)
Chaunondiudza chiiko? (nothing)
PaMfombi tichirova ntsarantsintso
Taba mango, tomhanyiswa nana Bingo (maihwi)
Grew up in the streets (yeah) tichitamba chigoza kana kodo (pada)
Vaskana ara uru kana nhodo (rure-rure)
Now i'm back in the streets (back) vanhu vese vave kungoti Godo
Hameno zvako kana ukaita godo (yeah)
Champaign we never sip it (no) now tongoitenga zvakadzora (cash)
Hatina bag but haungambondishora (no)
I'm spitting these lyrics (straight up) vasparkwa vanotenga Coca-Cola (yeah)
Uchida verse ndipe pen ndombonyora (Godo)
Roman Rap Studios (Boy Tricky) ndokwacho ka kwandakakurira (yah)
Nyaya dzekugona idzi ndovakandifurira (facts)
Sando kuna Boy Tricky mberi uchabudira (Boy Tricky)
Ndiwe wakaita zita rangu rigopfumbira (yeah, listen)
Flеxing on the 808 ma songs ndoisa pa internet (yеah)
Vese vachandiketa chete kuspitter handimboquita kwete (straight up)
Major akati usaneta, zama zvinoita chete (yeah)
Dhuga akanditipa lecture, hanzi gara wavamedza (Bradean)
I'm doing that, ndinoterera vakuru (yeah)
Pandichaita buck ndovasendera Mukuru (money)
Ndopedzera vamunoterera ndoremera mabhuru (straight up)
Vanomerera ndaswedera, dzoserera mhasuru, yeah (Godo)
Intelligence dzekujecha (wise)
Ndokutengesera huku zai risati ra hatcher (ma streets)
Ndongopenda-penda ndobva ndati ka brand new
Vroom, vroom (skuuul) kakafa mberi ndezvenyu
Muma streets tiri ma hustler (yeah)
Uri wangu gap ndokupasira (straight up)
Kasira
Kuisa mari pakanaka, ngwarira (deals)
Daira, uchimhanyira unogona kutangirwa (prrr prrr)
Kavira, bhora mberi, ndiyo yega yestaira (go, bhora)
Ziso kunge Fetty Wap (yeah)
Ngonjo take take wangu (Godo)
Get the guap
Zvimwe zvacho maya hatiseki wangu
Chekutanga
Ziva poshto rako woita jacked up
Jack Daniels
Iri pama godo, uchisveta chamba
Financially tiri kutandabotso
Ukandivhara watotanga botso
This ain't no game nigga
Watodya nyama ukananzva bhonzo
Whether imbeva or wabata gonzo
Days ain't the same nigga
No retreat, no surrender (no)
I'm stuck to my agenda yeku defender my treasure (amen)
Hustling for more ndoita steady paku spender
Handisi wema memes handi strive neku trender (hahaha)
Ndoda mari inotenga, kuna Mwari ndotenda (amen)
Ma blessing pamhai, kunamai mosender (mhamha)
Momma vari pa grotto, kundisuma kuna Yahweh (straight up)
Hanzi one day, dai akazopisa muZimbabwe
Zvifambe, awane chouviri araramise mhuri (deals)
Otenga mota nestand otomisa mudhuri (yeah)
Patience pays, and faith is virtue (straight up)
Mwari mondiblessa kunge munhu ati "hensu"
Bvisai zvimingam'pini zheti robvira se petrol (bvrrr)
Suit neka laptop (haaa) ndakora kunge lacto
Jeso, komborerai vabereki vangu (amen)
Ndovabvurira zondo ndiri paMereki hangu (gochi-gochi)
Wangu, zvangu ini musoro bhangu (hahaha)
Bvisai zvakasviba zviri mumusoro mangu (yeah)
Handizive zvandiri kunge Kast Simenya (straight up)
Mughetto ndongombeya
Ndongofunga dobenya
Rest in peace Simba Chidewu (rest in peace) plus nevamwe hobho
It's your boy Tidech ndine whiskey pama godo
Yeah, we killing this shit bro (hahaha)
We got this, we got this thing bro (hahaha)
Credits

About “Whiskey Pama Godo” by Tidech

Read the complete lyrics to "Whiskey Pama Godo" by Tidech in 2022. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Rap.

"Whiskey Pama Godo" is performed by Tidech. in 2022 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Whiskey Pama Godo", explore more songs by Tidech using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Tidech · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Whiskey Pama Godo" is credited to Tidech. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

Album information for "Whiskey Pama Godo" is not available in our database yet. You can still read the full lyrics on this page.

Visit the Tidech artist page at /artist/tidech for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.