Lyrks
Lyrks
Sign In
Cover Art

Zvese Lyrics by Tidech

2023

VERSE I
Two ma missed calls hana yangu yotorova, ari kudeiko munhu wangu?
Ndepapi pari kudzimba, ndigare ndatokutova? ko waitwa seiko munhu wangu?
Safety yako comes first, my bae
Haitombodzike whiskey kana usirii okay
Chii chiri kunetsa, ndiani aku stressa?
Please chingondi texta, tigare tazvipedza
Zviri zvemari tinobalancisa
Uchida peace of mind ndokubhabhatidza
Iri nzara taura ndigokubhabhadzira
Ndobva ndati nemo-nemo kwete zvekutsvanzvanzira
Vakakuona wakasuwa vanowana mukana
Ndovaziva havana mukanwa
Chingopinza runhare uchinge wabatikana
Kana ndiripo havatombokubati, kana, Godo

HOOK
Ndiwe s'thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe
Ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe
Usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese
Zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese
Ndiwe s'thandwa sami handidi kana onе chokushungurudza, babe
Ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babе
Usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese
Zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese

VERSE II
Ndarangaridzwa rudo neshamwari
John ari pano ana Tamari
Mateu ane wake vachidya mari
Nhai babe uri kupi? i need somebody
Paunomerera ndini juzi rako, kwete zvekwa Kae Chaps
Pa double bed wondihaka nema handcuffs (haha)
Woita zvawakaudzwa na tete
Kana tiri two itori kete pakete
Wandisuwa chingopinza mvoda
Pa door ndichisvika ndobva ndakutsvoda
Maruva muruoko, choc'late muhomwe
Ndokutema neshoko, ndokuitira zvihombe
Jiggy jiggy, heavy heavy, babe do you want me?
Cause inini ndinokuda iwewe s'thandwa sami
Which one do you like "sweetie" kana "hun"
Cause babe uri hot kunge Kalahari (hahaha)

HOOK
Ndiwe s'thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe
Ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe
Usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese
Zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese
Ndiwe s'thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe
Ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe
Usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese
Zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese
Credits

About “Zvese” by Tidech

Read the complete lyrics to "Zvese" by Tidech in 2023. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Pop.

"Zvese" is performed by Tidech. in 2023 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Zvese", explore more songs by Tidech using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Tidech · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Zvese" is credited to Tidech. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

Album information for "Zvese" is not available in our database yet. You can still read the full lyrics on this page.

Visit the Tidech artist page at /artist/tidech for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.


Lyrks
Lyrks

Your gateway to the world of music lyrics.

Product

Features


© 2026 Lyrks. All rights reserved.