Lyrks
Lyrks
Lyrks
Cover Art

Jamba MaNumber Lyrics by Voltz JT

The Life Of Muvhimi

2022

Unoona toita mazi time tiri paroad
City to City
Kudhara ndaifona pa-diki padiki
But mazuvano ndiri busy busy
Hanzi wakuganza manje
Ndichiri zvandanga ndiri
Except mazuva ano manje
Ukaona vakuburitsa maspeaker panze
Then wakuziya takusvika manje
Zvakutanga manje
Tonotambirwa nevese
Vakamira panze
Imbozvizorodza mupfungwa
Usafunge zvakawanda
Usaremedze hana
Zvikanzi JT achabatikira areasthen takujamba MaNumber
Isusu tane vanhu vanomira nesu nyangwe zviitesei
Havabvunze zvakawanda
Vakanzwa JT achabatikira areas
Vanoziya vacha..
Jamba MaNumber
Time yavaifanira kutimisa
Vakatadza
Hapasisina mukana
Lucky rokuwana
Wane nguva uchiritsvaga
Jesu ngaasasvike wakarara
Saka ini anditeere potaurwa
Madhiri akadhakwa
Inwa asi usararadze
Unoona pakutanga chega chega
Chataigona inharo
Zvaramba tairamba
Kuti zvaramba
But izvezvi tabho
Ndoverenga macomments
From my peoplе when I'm low
Vachitaura kuty usavharwe
Manumber aya mabhoo
Weekеnd ichisvika tirikusangana kushow
Ndovatipa bho gen'a zvese zvinoita bho
Imbozvizirodza mupfungwa
Usafunge zvakawanda
Usaremedze hana
Zvikanzi JT achabatikira areas then taku Jamba MaNumber
Isusu tane vanhu vanomira nesu
Nyangwe zviite sei
Havabvunze zvakawanda
Akanzwa JT achabatikira areas vanoziya
Vacha Jamba MaNumber
Zvikanzi JT achabatikira areas
Then takuJamba MaNumber
Credits

About “Jamba MaNumber” by Voltz JT

Read the complete lyrics to "Jamba MaNumber" by Voltz JT from the album "The Life Of Muvhimi" in 2022. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Rap.

"Jamba MaNumber" is performed by Voltz JT. from the album "The Life Of Muvhimi" in 2022 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "Jamba MaNumber", explore more songs by Voltz JT using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Voltz JT · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"Jamba MaNumber" is credited to Voltz JT. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

"Jamba MaNumber" appears on "The Life Of Muvhimi" in 2022.

Visit the Voltz JT artist page at /artist/voltz-jt for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.