Lyrks
Lyrks
Sign In
Cover Art

CHAURUKA Lyrics by Winky D

Eureka Eureka

2023

[Intro]
Kutonhodwa kwa Chauruka
Variko mukurarama kwedu
Vanozvitutumadza tiri kuona zvedu
Vanotedzera kurira kwengoma inoti pangu pangu
Kana kunoku Oskid inga inorira pangu pangu

[Chorus: Winky D & Tocky Vibes]
Kutonhodzwa kwa Chauruka
Vaive denga vachaburuka
Kutonhodzwa kwa Chauruka
Vaipembera vachasuduruka
Vajaira mupururu, mupururu
Vajaira mupururu, mupururu

[Verse 1: Winky D]
Pasi pano hapanzwaro pakaturunura mikono
Kudzikama kune mubairo saka famba uine muwono
Vamwe vachiti ndisu vachenjeri vakabva kumabvazuva
Muchatsigirwa neva nyengeri muchatadza kupapfuura
Saka dzikama wamai dzikama, dzikama, dzikama
Dzikama wamai dzikama, dzikama, dzikama

[Chorus: Winky D & Tocky Vibes]
Kutonhodzwa kwa Chauruka
Vaive denga vachaburuka
Kutonhodzwa kwa Chauruka
Vaipembera vachasuduruka
Vajaira mupururu, mupururu
Vajaira mupururu, mupururu
Pacharira mupururu, mupururu

[Verse 2: Tocky Vibes]
Remekedza vanodzika gomo paunorikwidza iwe
Nekuti paunenge wakudzika vanogona vorikwidza iwe
Munhu wese wenyama anodarika saka imbomira kundidadira
Chete iwewe hauwudzike
Chete iwewe hautsiurike (Hiwе hiwe)
Chinobhururuka chinomhara usabva wanyanya kuzvikudza kuva rombo, uchikanda matombo
Hatisi kurwa hatisi kurwa kungotsiurana
Ukange wavhurwa wavhurwa

[Chorus: Tocky Vibes]
Kutonhodzwa kwa Chauruka
Vanozvikudza vacha ninipwa
Kutonhodzwa kwa Chauruka
Vanorema vachato rеruka
Pacharira mupururu, mupururu
Nemuridzo mhururu

[Verse 3: Winky D]
Manyemwe nemunyama zvine hochikochi zvinofambidzana
Vemanyemwe havatore nguva kupukuta misodzi pamatama
Achadzikamisa hana achafara ramangwana
Tsiuranai pahukama pakudonha mogamhana
Haiwa dzikama wamai dzikama, dzikama, dzikama
Dzikama wamai dzikama, dzikama, dzikama

[Chorus]
[Chorus: Winky D & Tocky Vibes]
Kutonhodzwa kwa Chauruka
Vaive denga vachaburuka
Kutonhodzwa kwa Chauruka
Vaipembera vachasuduruka
Vajaira mupururu, mupururu
Vajaira mupururu, mupururu
Credits

About “CHAURUKA” by Winky D

Read the complete lyrics to "CHAURUKA" by Winky D from the album "Eureka Eureka" in 2023. On Lyrks you can follow along with the full text, explore the artist's discography, and discover related songs. The track is often categorized under Pop.

"CHAURUKA" is performed by Winky D. from the album "Eureka Eureka" in 2023 This page provides the full lyric text for fans who want to sing along, study the songwriting, or compare versions across releases. Lyrks organizes lyrics by artist and song slug so you can bookmark and share a stable URL. Music lyrics help listeners connect with emotion, narrative, and rhythm in a track. Whether you are learning English, researching a favorite chorus, or preparing for karaoke, having accurate line breaks and section labels (verse, chorus, bridge) makes the experience easier. We link to the official artist profile on Lyrks where available, including biography snippets, top songs, and chart placements when we have that data. If you enjoy "CHAURUKA", explore more songs by Winky D using the links below. Chart and trending pages on Lyrks highlight what listeners are searching for this week. For copyright or correction requests, see our DMCA and contact pages.

View all songs and biography for Winky D · Trending lyrics · Billboard Hot 100

Frequently asked questions

"CHAURUKA" is credited to Winky D. Songwriting credits may include additional writers listed on the release; check the credits section on this page for linked collaborators.

"CHAURUKA" appears on "Eureka Eureka" in 2023.

Visit the Winky D artist page at /artist/winky-d for biography, popular tracks, and links to more lyric pages.


Lyrks
Lyrks

Your gateway to the world of music lyrics.

Product

Features


© 2026 Lyrks. All rights reserved.